Isaya 7:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Tenzi akati kuna Isaya, “Iwe nemwanakomana wako Sheariyashuvhu endai mundosangana naAhazi, kunoperera mugero wokudziva rokumusoro pamugwagwa mukuru wokumunda womusuki wembatya See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Jehova akati kunaIsaya: Enda ɀino undosoŋgana naAhazi, iwe naSheari‐jashubi, mŋanakomana wako, panoguma rukoroŋga rwedziʋa rokumsoro, panzira huru inoenda kumunda womusuki weŋguʋo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Jehovha akati kuna Isaya, “Enda zvino undosangana naAhazi, iwe naShearijashubhi, mwanakomana wako, panoguma rukoronga rwedziva rokumusoro, panzira huru inoenda kumunda womusuki wenguo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Tenzi akati kuna Isaya, “Iwe nemwanakomana wako Sheariyashuvhu endai mundosangana naAhazi, kunoperera mugero wokudziva rokumusoro pamugwagwa mukuru wokumunda womusuki wembatya See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Tenzi akati kuna Isaya, “Iwe nemwanakomana wako Sheariyashuvhu endai mundosangana naAhazi, kunoperera mugero wokudziva rokumusoro pamugwagwa mukuru wokumunda womusuki wembatya See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo Jehovha akati kuna Isaya, “Buda, iwe nomwanakomana wako Sheari-Jashubhi, unosangana naAhazi kumucheto womugero weDziva Rokumusoro, mumugwagwa unoenda kuMunda woMusuki. See the chapter |