Isaya 66:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvose izvozvi ndini ndakazviita noruoko rwangu? Ipapo zvose izvi ndezvangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, asi munhu wandinocheuka munhu akadai izvi: munhu anozvidukupisa ane mwoyo wokutendeuka anodedera izwi rangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti ɀinhu iɀi ɀose ɀakaitwa noruʋoko rwaŋgu, iɀi ɀinhu ɀose ɀakaitwa kuɗaro — ndiɀo ɀinotaura Jehova; asi ndicaraŋgarira munhu uyu, iye murombo unomŋeya wakaputsika, unoɗeɗera neshoko raŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti zvinhu izvi zvose zvakaitwa noruoko rwangu, izvi zvinhu zvose zvakaitwa kudaro ndizvo zvinotaura Jehovha; asi ndicharangarira munhu uyu, iye murombo anomweya wakaputsika, anodedera neshoko rangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvose izvozvi ndini ndakazviita noruoko rwangu? Ipapo zvose izvi ndezvangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, asi munhu wandinocheuka munhu akadai izvi: munhu anozvidukupisa ane mwoyo wokutendeuka anodedera izwi rangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvose izvozvi ndini ndakazviita noruoko rwangu? Ipapo zvose izvi ndezvangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, asi munhu wandinocheuka munhu akadai izvi: munhu anozvidukupisa ane mwoyo wokutendeuka anodedera izwi rangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Haruzi ruoko rwangu rwakaita izvozvi zvose here, nokudaro zvikavapo?” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Munhu akadai ndiye wandichakudza: iye anozvininipisa uye ane mweya wakapwanyika, uye anodedera paanonzwa shoko rangu. See the chapter |