Isaya 65:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vanogara kumakuva vachirara vari munzvimbo dzakavandika vachidya nyama yenguruve, nomuto wezvinhu zvakan'ora zviri mumidziyo yavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ʋanogara pakati pamabgiro, ʋaciʋata panɀimbo dzakaʋanda; ʋanodya nyama yeŋguruʋe, ʋuye muto weɀinhu ɀinonyaŋgadza uri mumidziyo yaʋo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 vanogara pakati pamabwiro, vachivata panzvimbo dzakavandika; vanodya nyama yenguruve, uye muto wezvinhu zvinonyangadza uri mumidziyo yavo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vanogara kumakuva vachirara vari munzvimbo dzakavandika vachidya nyama yenguruve, nomuto wezvinhu zvakan'ora zviri mumidziyo yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanhu vanogara kumakuva vachirara vari munzvimbo dzakavandika vachidya nyama yenguruve, nomuto wezvinhu zvakan'ora zviri mumidziyo yavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 vanogara pakati pamarinda uye vanopedza usiku hwavo vachinyengetera vari munzira yakavanda: vanodya nyama yenguruve, uye hari dzavo dzine furo renyama yakasvibiswa; See the chapter |