Isaya 65:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 ndichiswerotambanudzira maoko kumhandupandu dzavanhu, vanofamba nenzira isina kunaka vachiita zvavo zvomusoro wavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndakatambanudzira maʋoko aŋgu zuʋa rose kurudzi rwaʋanhu rwakandimukira, ʋanofamba nenzira isakanaka, ʋaciteʋera ndaŋgariro dzaʋo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ndakatambanudzira maoko angu zuva rose kurudzi rwavanhu rwakandimukira, vanofamba nenzira isakanaka, vachitevera ndangariro dzavo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 ndichiswerotambanudzira maoko kumhandupandu dzavanhu, vanofamba nenzira isina kunaka vachiita zvavo zvomusoro wavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 ndichiswerotambanudzira maoko kumhandupandu dzavanhu, vanofamba nenzira isina kunaka vachiita zvavo zvomusoro wavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zuva rose ndakatambanudzira maoko angu kurudzi rwakasindimara, vanofamba munzira dzisina kunaka vachitevera zvavanofunga, See the chapter |