Isaya 63:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichadetemba kurumbidza mwoyochena waTenzi, mukurumbira waTenzi nokuona zvose zvatawaniswa naTenzi nezvose zvakanakisisa kwazvo zvaakaitira vemba yaIsiraeri zvaakadai kuvapa netsitsi dzake nomwoyochena wake wakanyanya kukura kudai, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndicarumbidza ʋunyoro bgaJehova namaɓasa aJehova anofanira kurumbidzwa, nokuɗa kweɀose ɀatakaitirwa naJehova neɀakanaka ɀizhinji kuimba yaIsraeri, ɀaakaʋaitira nokuɗa kwenyasha dzake, ʋuye nokuɗa kwoʋunyoro bgake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Ndicharumbidza hunyoro hwaJehovha namabasa aJehovha anofanira kurumbidzwa, nokuda kwezvose zvatakaitirwa naJehovha nezvakanaka zvizhinji kuimba yaIsiraeri, zvaakavaitira nokuda kwenyasha dzake, uye nokuda kwohunyoro hwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichadetemba kurumbidza mwoyochena waTenzi, mukurumbira waTenzi nokuona zvose zvatawaniswa naTenzi nezvose zvakanakisisa kwazvo zvaakaitira vemba yaIsiraeri zvaakadai kuvapa netsitsi dzake nomwoyochena wake wakanyanya kukura kudai, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndichadetemba kurumbidza mwoyochena waTenzi, mukurumbira waTenzi nokuona zvose zvatawaniswa naTenzi nezvose zvakanakisisa kwazvo zvaakaitira vemba yaIsiraeri zvaakadai kuvapa netsitsi dzake nomwoyochena wake wakanyanya kukura kudai, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndichataura nezvounyoro hwaJehovha, iwo mabasa aanofanira kukudzwa nawo, nokuda kwezvose zvatakaitirwa naJehovha, hongu, izvo zvinhu zvizhinji zvaakaitira imba yaIsraeri, nokuda kwetsitsi dzake uye nengoni dzake zhinji. See the chapter |