Online Bible

- Advertisements -

Isaya 60:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 nokuti tarisa uone nyika ichanzi kwidiba nerima, vanhu vachanzi nezarima gude gude. Asi pauri Tenzi achanyatsoti ngwe-e, mbiri yake ichaonekwa pauri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nokuti, tarira, rima ricafukidza nyika, nerima guru marudzi aʋanhu; asi Jehova ucaɓuɗa pamsoro pako, kubginya kwake kucaʋonekwa pamsoro pako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nokuti, tarira, rima richafukidza nyika, nerima guru marudzi avanhu; asi Jehovha achabuda pamusoro pako, kubwinya kwake kuchaonekwa pamusoro pako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 nokuti tarisa uone nyika ichanzi kwidiba nerima, vanhu vachanzi nezarima gude gude. Asi pauri Tenzi achanyatsoti ngwe-e, mbiri yake ichaonekwa pauri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 nokuti tarisa uone nyika ichanzi kwidiba nerima, vanhu vachanzi nezarima gude gude. Asi pauri Tenzi achanyatsoti ngwe-e, mbiri yake ichaonekwa pauri.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Tarira, rima rakafukidza nyika uye rima guru riri pamusoro pavanhu, asi Jehovha anobuda pamusoro pako uye kubwinya kwake kunoratidzwa pamusoro pako.

See the chapter Copy

Isaya 60:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements