Isaya 59:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi kutoti uipi hwenyu ndihwo hwakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvikavanza uso hwake kwamuri zvokuti haachambokunzwai, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 asi ɀakaipa ɀenyu ɀakakuparadzanisai naMŋari wenyu, ɀiʋi ɀenyu ɀakakuʋanzirai ciso cake, kuti arege kunzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvakakuvanzirai chiso chake, kuti arege kunzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi kutoti uipi hwenyu ndihwo hwakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvikavanza uso hwake kwamuri zvokuti haachambokunzwai, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Asi kutoti uipi hwenyu ndihwo hwakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvikavanza uso hwake kwamuri zvokuti haachambokunzwai, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai naMwari wenyu; zvivi zvenyu zvakavanza chiso chake kwamuri kuti arege kunzwa. See the chapter |