Isaya 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi wehondo nehondo akapika ini ndichinzwa nenzeve dzangu kuti, “Dzimba huru dzakanaka idzi dzichasara dzangova matongo asina munhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jehova wehondo unotaura munzeʋe dzaŋgu, aciti: Ɀirokwaɀo, dzimba zhinji dzicaʋa matoŋgo, dzimba huru nedzakanaka dzicashaiwa ʋanogara’mo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Jehovha wehondo anotaura munzeve dzangu, achiti, “Zvirokwazvo, dzimba zhinji dzichava matongo, dzimba huru nedzakanaka dzichashayiwa vanogaramo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi wehondo nehondo akapika ini ndichinzwa nenzeve dzangu kuti, “Dzimba huru dzakanaka idzi dzichasara dzangova matongo asina munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi wehondo nehondo akapika ini ndichinzwa nenzeve dzangu kuti, “Dzimba huru dzakanaka idzi dzichasara dzangova matongo asina munhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jehovha Wamasimba Ose akataura ndichinzwa akati, “Zvirokwazvo dzimba zhinji dzichava matongo, dzimba huru dzakanaka dzichashaya vanogaramo. See the chapter |