Isaya 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Pane chimwe here chandaifanira kuitira munda wangu wemagirepisi chandisina kuuitira? Pandaiutarisira kuti ubereke magirepisi kwawo wakazoberekerei indye dzamagirepisi kuvava? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Cinyiko caifanira kuitirwa munda waŋgu wemizambiriŋga, candisina‐kuuitira? Ɀino ndicitarira kuti ucaɓereka mazambiriŋga, wakagoɓerekerei mazambiriŋga eɓundo? See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Chinyiko chaifanira kuitirwa munda wangu wemidzambiringa chandisina kuuitira? Zvino ndichitarira kuti uchabereka madzambiringa, wakagoberekerei madzambiringa ebundo? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Pane chimwe here chandaifanira kuitira munda wangu wemagirepisi chandisina kuuitira? Pandaiutarisira kuti ubereke magirepisi kwawo wakazoberekerei indye dzamagirepisi kuvava? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Pane chimwe here chandaifanira kuitira munda wangu wemagirepisi chandisina kuuitira? Pandaiutarisira kuti ubereke magirepisi kwawo wakazoberekerei indye dzamagirepisi kuvava? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Chiiko chimwezve chaifanira kuitirwa munda wangu wemizambiringa chandisina kuuitira? Pandakatsvaka mazambiringa akanaka, wakagoberekerei akaipa oga? See the chapter |