Isaya 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akauwunda akaubvisa mabwe ose akasimamo miti yomugirepisi yakanakisisa kwazvo. Akavaka dara renharirire mukati mawo uye akachera garingiro rokusvinira magirepisi mariri achiutarisira kuti uchabereka magirepisi, asi wakamuberekera indye dzamagirepisi kuvava. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akautimba, akabvisa mabge awo ose, akasima’mo mizambiriŋga yakaiȿo‐naka, akaʋaka shoŋgwe mukati mawo, ndokucera ʋo ciȿiniro mukati mawo; ɀino wakatarira kuti uɓereke mazambiriŋga, asi wakaɓereka mazambiriŋga eɓundo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 akautimba, akabvisa mabwe awo ose, akasimamo midzambiringa yakaisvonaka, akavaka shongwe mukati mawo, ndokucherawo chisviniro mukati mawo; zvino akatarira kuti ubereke madzambiringa, asi wakabereka madzambiringa ebundo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akauwunda akaubvisa mabwe ose akasimamo miti yomugirepisi yakanakisisa kwazvo. Akavaka dara renharirire mukati mawo uye akachera garingiro rokusvinira magirepisi mariri achiutarisira kuti uchabereka magirepisi, asi wakamuberekera indye dzamagirepisi kuvava. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akauwunda akaubvisa mabwe ose akasimamo miti yomugirepisi yakanakisisa kwazvo. Akavaka dara renharirire mukati mawo uye akachera garingiro rokusvinira magirepisi mariri achiutarisira kuti uchabereka magirepisi, asi wakamuberekera indye dzamagirepisi kuvava. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akautimbira akabvisa mabwe akasimamo mazambiringa akaisvonaka. Akavaka shongwe mukati mawo uye akauchererawo chisviniro chewaini. Ipapo akatarisa kuti awane zvibereko zvamazambiringa akanaka, asi iwo wakangobereka muchero wakaipa chete. See the chapter |