Isaya 30:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 pamusana pokuti imhandupandu dzavanhu vanakomana vanoreva nhema vanakomana vasinganzwe zvinorehwa naTenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti aʋa rudzi runondimukira, ʋana ʋanenhema, ʋana ʋasiŋgaɗi kunzwa murairo waJehova; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti ava rudzi runondimukira, vana vane nhema, vana vasingadi kunzwa murayiro waJehovha; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 pamusana pokuti imhandupandu dzavanhu vanakomana vanoreva nhema vanakomana vasinganzwe zvinorehwa naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 pamusana pokuti imhandupandu dzavanhu vanakomana vanoreva nhema vanakomana vasinganzwe zvinorehwa naTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ava ndivo vanhu vakapanduka, vana vokunyengera, vana vasingadi kunzwa kurayira kwaJehovha. See the chapter |