Isaya 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino nezuʋa iro ucaɗanidzira, aciti: Handiɗi kuʋa ŋaŋga, nokuti mumba maŋgu hamuneɀokudya neɀokufuka; musandiita mutoŋgi waʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino nezuva iro achadanidzira, achiti, “Handidi kuva n'anga, nokuti mumba mangu hamune zvokudya nezvokufuka; musandiita mutongi wavanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi pazuva iro achadanidzira achiti, “Handigoni kugadzirisa zvinhu. Handina chokudya kana chokufuka mumba mangu; musandiita mutungamiri wavanhu.” See the chapter |