Isaya 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vanhu vachabatisana pfumvu chaiyo, munhu woga woga achidaro kuna mumwe wake munhu wose achidaro kune waakagarisana naye wechidiki oitira vakuru misikanzwa, dzenga romunhu richidaro kune anoremekedzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋanhu ʋacamanikidzwa, mumŋe acimanikidza mumŋe, nomumŋe nomumŋe nowokwake; mŋana ucaʋa namanyawi kunaʋakuru, nowakaɀidzwa kunounokudzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Vanhu vachamanikidzwa, mumwe achimanikidza mumwe, nomumwe nomumwe nowokwake; mwana achava namanyawi kuna vakuru, nowakazvidzwa kunoanokudzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vanhu vachabatisana pfumvu chaiyo, munhu woga woga achidaro kuna mumwe wake munhu wose achidaro kune waakagarisana naye wechidiki oitira vakuru misikanzwa, dzenga romunhu richidaro kune anoremekedzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vanhu vachabatisana pfumvu chaiyo, munhu woga woga achidaro kuna mumwe wake munhu wose achidaro kune waakagarisana naye wechidiki oitira vakuru misikanzwa, dzenga romunhu richidaro kune anoremekedzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vanhu vachadzvinyirirana, munhu nomunhu, muvakidzani nomuvakidzani. Vadiki vachamukira vakuru, nounozvidza achamukira anokudzwa. See the chapter |