Isaya 22:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 mukaona kuti zvikanganiso zveGuta raDhavhidhi zvakanga zvakawanda mukandoteka mvura yokudziva rezasi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mukaʋona pakakoromoka paguta raDavidi, kuti pakaŋga pari pazhinji; mukaciŋgidzira mvura yedziʋa rezasi; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Mukaona pakakoromoka paguta raDhavhidhi, kuti pakanga pari pazhinji; mukachingidzira mvura yedziva rezasi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 mukaona kuti zvikanganiso zveGuta raDhavhidhi zvakanga zvakawanda mukandoteka mvura yokudziva rezasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 mukaona kuti zvikanganiso zveGuta raDhavhidhi zvakanga zvakawanda mukandoteka mvura yokudziva rezasi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 makaona kuti Guta raDhavhidhi raiva napakakoromoka pakawanda munzvimbo dzokudzivirira; makazvichengetera mvura muDziva reZasi. See the chapter |