Isaya 22:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 iyewe uzere mheremhere guta rebongozozo guta ramafaro? Vako vakaurayiwa, havana kuita zvokuurayiwa nebakatwa kana kufira muhondo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Haiwa, iwe, uzere nokupururudza, guta rineɓope, musha unomufaro; ʋakaʋurawa ʋako haʋana‐kuʋurawa nomunondo, haʋana‐kufira pakurwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Haiwa, iwe, uzere nokupururudza, guta rine bope, musha unomufaro; vakaurawa vako havana kuurawa nomunondo, havana kufira pakurwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 iyewe uzere mheremhere guta rebongozozo guta ramafaro? Vako vakaurayiwa, havana kuita zvokuurayiwa nebakatwa kana kufira muhondo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 iyewe uzere mheremhere guta rebongozozo guta ramafaro? Vako vakaurayiwa, havana kuita zvokuurayiwa nebakatwa kana kufira muhondo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Haiwa guta rizere nemheremhere, haiwa guta renyonganyonga nokupembera? Vakaurayiwa venyu havana kubayiwa nomunondo, kana kufira muhondo. See the chapter |