Online Bible

- Advertisements -

Isaya 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vanhu vachapinda mumapako ematombo nomuninga dzepasi apa vachihwanda kutyisa kwaTenzi nokuhwanda mbiri youkuru hwake paachasumukira nyika kuzoidederesa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ʋanhu ʋacapinda mumapako amatombo, nomumakomba muvu, nokuɗa kwaJehova unotyisa, ʋuye nokuɗa kwokubginya kwoʋumambo bgake, kana acisimuka kuzunuŋgusa nyika nesimba.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Vanhu vachapinda mumapako amatombo, nomumakomba muvhu, nokuda kwaJehovha anotyisa, uye nokuda kwokubwinya kwoumambo hwake, kana achisimuka kuzunungusa nyika nesimba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vanhu vachapinda mumapako ematombo nomuninga dzepasi apa vachihwanda kutyisa kwaTenzi nokuhwanda mbiri youkuru hwake paachasumukira nyika kuzoidederesa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vanhu vachapinda mumapako ematombo nomuninga dzepasi apa vachihwanda kutyisa kwaTenzi nokuhwanda mbiri youkuru hwake paachasumukira nyika kuzoidederesa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Vanhu vachatizira kumapako amatombo, nokumwena yapasi nokuda kwaJehovha anotyisa, uye nokubwinya kwoumambo hwake, paanosimuka achizungunutsa nyika.

See the chapter Copy

Isaya 2:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements