Isaya 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kutarisa kwomunhu kune kuzvikudza mukati, kuchadukupiswa kuzvikudza kwomunhu kuchininipiswa. Tenzi ndiye chete acharumbidzwa musi iwoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kuɀikudza kwaʋanhu kucaɗeredzwa, namanyawi aʋanhu acaninipiswa, Jehova oga ucakudzwa nezuʋa iro. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Kuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa, namanyawi avanhu achaninipiswa, Jehovha oga achakudzwa nezuva iro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kutarisa kwomunhu kune kuzvikudza mukati, kuchadukupiswa kuzvikudza kwomunhu kuchininipiswa. Tenzi ndiye chete acharumbidzwa musi iwoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kutarisa kwomunhu kune kuzvikudza mukati, kuchadukupiswa kuzvikudza kwomunhu kuchininipiswa. Tenzi ndiye chete acharumbidzwa musi iwoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Meso omunhu anozvikudza achaninipiswa, uye kuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa; asi Jehovha oga ndiye achakudzwa pazuva iro. See the chapter |