Isaya 2:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi zvakanangana nenyika yokwaJudha neguta reJerusaremu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shoko rakaʋonekwa naIsaya, mŋanakomana waAmozi, pamsoro paJuda neJerusarema. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Shoko rakaonekwa naIsaya, mwanakomana waAmozi, pamusoro paJudha neJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi zvakanangana nenyika yokwaJudha neguta reJerusaremu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi zvakanangana nenyika yokwaJudha neguta reJerusaremu, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Izvi ndizvo zvakaonekwa naIsaya mwanakomana waAmozi, pamusoro peJudha neJerusarema: See the chapter |