Isaya 12:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tarisai muone, kuti Mwari ndiye ruponeso rwangu, ndinovimba naye handichatyi nokuti iye Tenzi Mwari, ndiye simba rangu, ndiye rumbo rwangu ndiye ava ruponeso rwangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tarirai, Mŋari ndiye ruponeso rwaŋgu; ndicaʋimba naye, handiŋgatyi; nokuti Jehova, iye Jehova, ndiye simba raŋgu norwiyo rwaŋgu; iye waʋa ruponeso rwaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Tarirai, Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye, handingatyi; nokuti Jehovha, iye Jehovha, ndiye simba rangu norwiyo rwangu; iye wava ruponeso rwangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tarisai muone, kuti Mwari ndiye ruponeso rwangu, ndinovimba naye handichatyi nokuti iye Tenzi Mwari, ndiye simba rangu, ndiye rumbo rwangu ndiye ava ruponeso rwangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tarisai muone, kuti Mwari ndiye ruponeso rwangu, ndinovimba naye handichatyi nokuti iye Tenzi Mwari, ndiye simba rangu, ndiye rumbo rwangu ndiye ava ruponeso rwangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvirokwazvo Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye uye handingatyi. Jehovha, Jehovha ndiye simba rangu nerwiyo rwangu; ava ruponeso rwangu.” See the chapter |