Isaya 11:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mweya waTenzi uchagara paari Mweya woungwaru newokunzwisisa Mweya unopa zano newesimba Mweya woruzivo newokutya Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋeya waJehova ucagara pamsoro pake, mŋeya wenjere nowokuŋgwara, mŋeya wamano nesimba, mŋeya wokuziʋa nokutya Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wenjere nowokungwara, mweya wamano nesimba, mweya wokuziva nokutya Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mweya waTenzi uchagara paari Mweya woungwaru newokunzwisisa Mweya unopa zano newesimba Mweya woruzivo newokutya Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mweya waTenzi uchagara paari Mweya woungwaru newokunzwisisa Mweya unopa zano newesimba Mweya woruzivo newokutya Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wouchenjeri newokunzwisisa, mweya wokurayira nowesimba, mweya wokuziva newokutya Jehovha, See the chapter |