Isaya 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kuti vatadzise vasina chavanacho kuwana ruenzaniso, vachipamba varombo muvanhu vangu zvinhu zvavanofanira kuti vawane uye kuti vapambe chirikadzi nokutorera nherera zvinhu zvadzo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kuti ʋadziʋise ʋarombo pakururamisirwa, nokutorera ʋarombo ʋaʋanhu ʋaŋgu ɀaʋanofanira kuʋa naɀo, kuti ʋapambe cirikadzi, ʋatorere nherera ɀinhu ɀaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 kuti vadzivise varombo pakururamisirwa, nokutorera varombo vavanhu vangu zvavanofanira kuva nazvo, kuti vapambe chirikadzi, vatorere nherera zvinhu zvavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kuti vatadzise vasina chavanacho kuwana ruenzaniso, vachipamba varombo muvanhu vangu zvinhu zvavanofanira kuti vawane uye kuti vapambe chirikadzi nokutorera nherera zvinhu zvadzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 kuti vatadzise vasina chavanacho kuwana ruenzaniso, vachipamba varombo muvanhu vangu zvinhu zvavanofanira kuti vawane uye kuti vapambe chirikadzi nokutorera nherera zvinhu zvadzo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kuti vadzivise varombo kodzero dzavo uye vadzivise kururamisirwa kwavakadzvinyirirwa vavanhu vangu, vachipamba chirikadzi uye vachibira nherera. See the chapter |