Online Bible

- Advertisements -

Hagai 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Zvino taurira Zerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, uye Joshuwa mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, uye chitsama chavanhu chose chakasara uti,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino citaura naZerubaberi mŋanakomana waSheartieri, muɓati waJuda, naJoshua mŋanakomana waJehozadaki, muprista mukuru, naʋanhu ʋose ʋakasara, uti:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Zvino chitaura naZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati waJudha, naJoshua mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, navanhu vose vakasara, uti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Zvino taurira Zerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, uye Joshuwa mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, uye chitsama chavanhu chose chakasara uti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Zvino taurira Zerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, uye Joshuwa mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, uye chitsama chavanhu chose chakasara uti,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Taura naZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati weJudha, kuna Joshua mwanakomana waJehozadhaki muprista mukuru, nokuvanhu vakasara. Uvabvunze kuti,

See the chapter Copy

Hagai 2:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements