Online Bible

- Advertisements -

Genesi 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ndiʋaʋa ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaNoa; nyika yose yakazadzwa naʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ndivava vakanga vari vanakomana vaNoa; nyika yose yakazadzwa navo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ava ndivo vakanga vari vanakomana vatatu vaNoa, uye kwavari ndiko kwakabva vanhu vakapararira pamusoro penyika.

See the chapter Copy

Genesi 9:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements