Genesi 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari akataurira Nowa achiti, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋari akati kunaNoa: Ndico ciratidzo cesuŋgano yandakaita pakati paŋgu neɀose ɀenyama ɀiri panyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Mwari akati kuna Noa, “Ndicho chiratidzo chesungano yandakaita pakati pangu nezvose zvenyama zviri panyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari akataurira Nowa achiti, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mwari akataurira Nowa achiti, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saka Mwari akati kuna Noa, “Ichi ndicho chiratidzo chesungano yandakasimbisa pakati pangu nezvipenyu zvose zviri panyika.” See the chapter |