Genesi 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mazuʋa anamakumi manna akati apfuʋura, Noa akazarura windi reareka raakaŋga aita; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Noa akazarura windo reareka raakanga aita; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Shure kwamazuva makumi mana, Noa akazarura windo raakanga aita muareka, See the chapter |