Genesi 8:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Saka Nowa nomudzimai wake navanakomana vake navaroora vake vakabuda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo Noa akaɓuɗa, iye naʋanakomana ʋake, nomukadzi wake, naʋakadzi ʋaʋanakomana ʋake pamŋe cete naye; See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo Noa akabuda, iye navanakomana vake, nomukadzi wake, navakadzi vavanakomana vake pamwechete naye; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Saka Nowa nomudzimai wake navanakomana vake navaroora vake vakabuda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Saka Nowa nomudzimai wake navanakomana vake navaroora vake vakabuda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Saka Noa akabuda, pamwe chete navanakomana vake nomukadzi wake uye navakadzi vavanakomana vake. See the chapter |