Genesi 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 dziri mbiri mbiri, hono nehadzi, pamwechete nemhando dzose dzeshiri nezvinokambaira nokuzvova napasi sokutaurirwa kwakaitwa Nowa naMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 ɀakapinda kunaNoa muareka ɀiʋiri‐ɀiʋiri, mukono nehadzi, Mŋari seɀaakaraira Noa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 zvakapinda kuna Noa muareka zviviri zviviri, mukono nehadzi, Mwari sezvaakaraira Noa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 dziri mbiri mbiri, hono nehadzi, pamwechete nemhando dzose dzeshiri nezvinokambaira nokuzvova napasi sokutaurirwa kwakaitwa Nowa naMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 dziri mbiri mbiri, hono nehadzi, pamwechete nemhando dzose dzeshiri nezvinokambaira nokuzvova napasi sokutaurirwa kwakaitwa Nowa naMwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 mukono nehadzi, zvakauya kuna Noa ndokupinda muareka, sezvakanga zvarayirwa naMwari kuna Noa. See the chapter |