Genesi 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvinhu zvipenyu zvose zvakatsakatiswa pasi pose zvaiti, vanhu nemhuka nezvinokambaira nokuzvova napasi neshiri dzedenga, zvakatsakatiswa pasi pose. Asi kwakangosara Nowa chete navaaiva navo mungarava. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀipenyu ɀose, ɀakaŋga ɀiri pasi pose, ɀikaparadzwa, ɀaiti, ʋanhu, neɀipfuwo, neɀinokambaira, neshiri dzeɗeŋga; ɀikaparadzwa panyika; Noa oga akasara, neɀakaŋga ɀiri muareka naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Zvipenyu zvose, zvakanga zviri pasi pose, zvikaparadzwa, zvaiti, vanhu, nezvipfuwo, nezvinokambaira, neshiri dzedenga; zvikaparadzwa panyika; Noa oga akasara, nezvakanga zviri muareka naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvinhu zvipenyu zvose zvakatsakatiswa pasi pose zvaiti, vanhu nemhuka nezvinokambaira nokuzvova napasi neshiri dzedenga, zvakatsakatiswa pasi pose. Asi kwakangosara Nowa chete navaaiva navo mungarava. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvinhu zvipenyu zvose zvakatsakatiswa pasi pose zvaiti, vanhu nemhuka nezvinokambaira nokuzvova napasi neshiri dzedenga, zvakatsakatiswa pasi pose. Asi kwakangosara Nowa chete navaaiva navo mungarava. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvinhu zvose zvipenyu zvaiva pamusoro penyika zvakaparadzwa, vanhu nemhuka, nezvisikwa zvinokambaira panyika neshiri dzedenga zvakaparadzwa kubva panyika. Noa bedzi ndiye akasiyiwa navaya vaiva naye muareka. See the chapter |