Online Bible

- Advertisements -

Genesi 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Igadzire wakadai, urefu hwayo ngahuite zana nemakumi matatu amamita ana mamita matatu. Hwasha hwayo ngahuite makumi maviri amamita ana mamita maviri. Urefu hwayo kukwira mudenga kuite gumi ramamita namamita matatu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Unofanira kuiita kuɗai: Kureɓa kweareka ŋgakuʋe makubiti anamazana matatu, nokufara kwayo makubiti makumi mashanu, nokukwirira kwayo makubiti makumi matatu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Unofanira kuiita kudai: Kureba kweareka ngakuve makubhiti ana mazana matatu, nokufara kwayo makubhiti makumi mashanu, nokukwirira kwayo makubhiti makumi matatu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Igadzire wakadai, urefu hwayo ngahuite zana nemakumi matatu amamita ana mamita matatu. Hwasha hwayo ngahuite makumi maviri amamita ana mamita maviri. Urefu hwayo kukwira mudenga kuite gumi ramamita namamita matatu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Igadzire wakadai, urefu hwayo ngahuite zana nemakumi matatu amamita ana mamita matatu. Hwasha hwayo ngahuite makumi maviri amamita ana mamita maviri. Urefu hwayo kukwira mudenga kuite gumi ramamita namamita matatu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Uku ndiko kuvaka kwaunofanira kuiita: Areka inofanira kureba makubhiti mazana matatu, upamhi hwayo huve makubhiti makumi mashanu uye makubhiti makumi matatu pakukwirira kwayo.

See the chapter Copy

Genesi 6:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements