Genesi 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mukuona kwaMwari nyika yose yakanga yaora noupi, izere nokupandukirana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nyika yakaŋga yakaʋora pamberi paMŋari, nyika yakaŋga izere nokumanikidzana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Nyika yakanga yakaora pamberi paMwari, nyika yakanga izere nokumanikidzana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mukuona kwaMwari nyika yose yakanga yaora noupi, izere nokupandukirana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mukuona kwaMwari nyika yose yakanga yaora noupi, izere nokupandukirana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino nyika yakanga yaora pamberi paMwari uye yakanga yazara nokurwisana. See the chapter |