Genesi 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Noa akaɓereka ʋanakomana ʋatatu, ʋaiti: Shemi, naHami, naJafeti. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Noa akabereka vanakomana vatatu, vaiti: Shemu, naHamu, naJafeti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Noa akanga ana vanakomana vatatu vaiti: Shemu, Hamu naJafeti. See the chapter |