Genesi 50:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akaendawo navanhu vose vemba yake nehama dzake navamwe vemhuri yababa vake. Asi vana vavo nezvipfuwo zvavo zvose ndizvo zvakasara kuGosheni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 naʋeimba yose yaJosefa, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋeimba yaɓaɓa ʋake; asi pxere dzaʋo dzoga, namakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, ʋakaɀisiya panyika yeGosheni, See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 naveimba yose yaJosefa, navana vababa vake, naveimba yababa vake; asi pwere dzavo dzoga, namakwai avo, nemombe dzavo, vakazvisiya panyika yeGosheni, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akaendawo navanhu vose vemba yake nehama dzake navamwe vemhuri yababa vake. Asi vana vavo nezvipfuwo zvavo zvose ndizvo zvakasara kuGosheni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akaendawo navanhu vose vemba yake nehama dzake navamwe vemhuri yababa vake. Asi vana vavo nezvipfuwo zvavo zvose ndizvo zvakasara kuGosheni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 tisingaverengi vose vomumhuri yaJosefa namadzikoma ake uye navose veimba yababa vake. Vana vavo chete namakwai avo nemombe dzavo, ndivo vakasiyiwa muGosheni. See the chapter |