Genesi 50:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 baba vangu vakati, ‘Ini ndava kufa. Ndine guva rangu randakagadzira riri kunyika yeKanani. Zvino iwe nditsidzire kuti uchazondiviga muguva iroro.’ Saka zvino ndibvumireiwo kuti ndiende kundoviga baba vangu ndigozodzoka zvangu kuno.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ƃaɓa ʋaŋgu ʋakandipikisa, ʋaciti: Tarira, ndofa; mubgiro bgandakaɀicerera munyika yeKanani, ndi’mo maunofanira kundiʋiga’mo. Naiɀoɀo ɀino ɗonditenderai henyu kuti ndikwire, ndindoʋiga ɓaɓa ʋaŋgu, ndigodzoka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 ‘Baba vangu vakandipikisa, vachiti tarirai, ndofa, muhwiro hwandakazvicherera munyika yeKenani, ndimo maunofanira kundivigamo.’ Naizvozvo zvino donditenderai henyu kuti ndikwire, ndindoviga baba vangu, ndogodzoka.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 baba vangu vakati, ‘Ini ndava kufa. Ndine guva rangu randakagadzira riri kunyika yeKanani. Zvino iwe nditsidzire kuti uchazondiviga muguva iroro.’ Saka zvino ndibvumireiwo kuti ndiende kundoviga baba vangu ndigozodzoka zvangu kuno.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 baba vangu vakati, ‘Ini ndava kufa. Ndine guva rangu randakagadzira riri kunyika yeKanani. Zvino iwe nditsidzire kuti uchazondiviga muguva iroro.’ Saka zvino ndibvumireiwo kuti ndiende kundoviga baba vangu ndigozodzoka zvangu kuno.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 ‘Baba vangu vakaita kuti ndipike mhiko uye vakati, “Ini ndava kufa; mundivige muguva randakazvicherera munyika yeKenani.” Zvino regai hangu ndikwidze ndinoviga baba vangu; ipapo ndigozodzoka hangu.’ ” See the chapter |