Genesi 50:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakapedza mazuʋa makumi manna naye, nokuti ndiwo aiʋa mazuʋa okusasika; naʋaEgipita ʋakamucema mazuʋa makumi manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Vakapedza mazuva makumi mana naye, nokuti ndiwo aiva mazuva okusasika; navaIjipiti vakamuchema mazuva makumi manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 vakapedza mazuva makumi mana azere, nokuti ndiyo yakanga iri nguva yaidikanwa yokusasika mutumbi. Uye vaIjipiti vakamuchema kwamazuva makumi manomwe. See the chapter |