Genesi 50:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Josefi akaona vana navazukuru vaEfuremu. Akaonawo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaberekwa achiripo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Josefa akaʋona ʋana ʋaEfraimi ʋorudzi rwecitatu, naʋana ʋaMakiri, mŋanakomana waManase, ʋakaɓerekerwa pamabvi aJosefa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Josefa akaona vana vaEfuremu vorudzi rwechitatu, navana vaMakiri, mwanakomana waManase, vakaberekerwa pamabvi aJosefa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Josefi akaona vana navazukuru vaEfuremu. Akaonawo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaberekwa achiripo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Josefi akaona vana navazukuru vaEfuremu. Akaonawo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaberekwa achiripo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye akaona vana vaEfuremu vorudzi rwechitatu. Uyewo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaiswa pamakumbo aJosefa pavakaberekwa. See the chapter |