Online Bible

- Advertisements -

Genesi 50:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Kana muri’mi, makandifuŋgira ɀakaipa, asi Mŋari wakafuŋga kuti ɀiʋe ɀakanaka, kuti ɀiitwe seɀinoitwa nhasi, kuti ʋanhu ʋazhinji ʋararamiswe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Kana murimi, makandifungira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuti zvive zvakanaka, kuti zviitwe sezvinoitwa nhasi, kuti vanhu vazhinji vararamiswe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Imi makafunga kundiitira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuita zvakanaka kuti apedzise zviri kuitwa iye zvino, iko kuponeswa kwemweya mizhinji.

See the chapter Copy

Genesi 50:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements