Genesi 50:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vanhu venyika iyoyo, vaKanani pavakaona muchemero iwoyo waiitwa paburiro repaAtadhi, vakati, “Aiwa kuchema kuri kuitwa navaIjipiti kwakakura zvisingatauriki.” Naizvozvo vakatumidza buriro racho zita rokuti Kuchema kwavaIjipiti. Buriro iroro riri kumhiri kwaJorodhani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋanhu ʋaigara panyika yeKanani ʋakati ʋaciʋona kucema ikoko paɓuriro raAtadi, ʋakati: Kucema uku kukuru ndokwaʋaEgipita; naiɀoɀo nɀimbo iyo ikatumidzwa Aberi‐mizraimi, iri mhiri kwaJoridani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vanhu vaigara panyika yeKenani vakati vachiona kuchema ikoko paburiro raAtadhi, vakati, “Kuchema uku kukuru ndokwavaIjipiti;” naizvozvo nzvimbo iyoyo ikatumidzwa Abherimiziraimu, iri mhiri kwaJorodhani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vanhu venyika iyoyo, vaKanani pavakaona muchemero iwoyo waiitwa paburiro repaAtadhi, vakati, “Aiwa kuchema kuri kuitwa navaIjipiti kwakakura zvisingatauriki.” Naizvozvo vakatumidza buriro racho zita rokuti Kuchema kwavaIjipiti. Buriro iroro riri kumhiri kwaJorodhani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vanhu venyika iyoyo, vaKanani pavakaona muchemero iwoyo waiitwa paburiro repaAtadhi, vakati, “Aiwa kuchema kuri kuitwa navaIjipiti kwakakura zvisingatauriki.” Naizvozvo vakatumidza buriro racho zita rokuti Kuchema kwavaIjipiti. Buriro iroro riri kumhiri kwaJorodhani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 VaKenani vaigara ikoko vakati vachiona kuchema ikoko paburiro raAtadhi, vakati, “VaIjipita vari pakuchema kukuru.” Ndokusaka nzvimbo iyo iri pedyo neJorodhani yakatumidzwa zita rokuti Abheri Miziraimi. See the chapter |