Genesi 50:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakasvika paburiro repaAtadhi riri kumhiri kwaJorodhani, vakachema vari ipapo vachiungudza nokuchema kukuru. Josefi akapedza mazuva manomwe ari ipapo achingochema baba vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakaȿika paɓuriro raAtadi, riri mhiri kwaJoridani, ʋakamucema’po nokucema kukuru kwaɀo; akacema ɓaɓa ʋake mazuʋa manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Vakasvika paburiro raAtadhi, riri mhiri kwaJorodhani, vakamuchemapo nokuchema kukuru kwazvo; akachema baba vake mazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakasvika paburiro repaAtadhi riri kumhiri kwaJorodhani, vakachema vari ipapo vachiungudza nokuchema kukuru. Josefi akapedza mazuva manomwe ari ipapo achingochema baba vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakasvika paburiro repaAtadhi riri kumhiri kwaJorodhani, vakachema vari ipapo vachiungudza nokuchema kukuru. Josefi akapedza mazuva manomwe ari ipapo achingochema baba vake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vakati vasvika paburiro raAtadhi, pedyo neJorodhani, vakachema zvikuru neshungu; uye ipapo Josefa akatara mazuva manomwe okuchema baba vake. See the chapter |