Online Bible

- Advertisements -

Genesi 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Seti akagara makore anamazana masere namanomŋe shure kwokuɓerekwa kwaEnoshi, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Seti akagara makore ana mazana masere namanomwe shure kwokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Uye shure kwokubereka kwake Enoshi, Seti akararama kwamakore mazana masere namanomwe uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.

See the chapter Copy

Genesi 5:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements