Genesi 5:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saka ose pamwechete, Rameki akagara mazana manomwe ana makumi manomwe amakore ana makore manomwe, ndokuzofa zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mazuʋa ose aRameki akaŋga ari makore anamazana manomŋe namakumi manomŋe namanomŋe, akafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Mazuva ose aRameki akanga ari makore ana mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, akafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saka ose pamwechete, Rameki akagara mazana manomwe ana makumi manomwe amakore ana makore manomwe, ndokuzofa zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Saka ose pamwechete, Rameki akagara mazana manomwe ana makumi manomwe amakore ana makore manomwe, ndokuzofa zvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Pamwe chete, Rameki akararama kwamakore mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, uye ipapo akafa. See the chapter |