Genesi 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Saka ose pamwechete, Metushera akagara mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu amakore ana mapfumbamwe ndokuzofa zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mazuʋa ose aMetusara akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matanhatu namapfumbamŋe, akafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Mazuva ose aMetusera akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, akafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Saka ose pamwechete, Metushera akagara mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu amakore ana mapfumbamwe ndokuzofa zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Saka ose pamwechete, Metushera akagara mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu amakore ana mapfumbamwe ndokuzofa zvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Pamwe chete, Metusera akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, uye ipapo akafa. See the chapter |