Genesi 5:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Metushera akagara zana rine makumi masere amakore ana makore manomwe vakazobereka Rameki. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Metusara wakagara makore anezana namakumi masere namanomŋe, akaɓereka Rameki; See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Metusera wakagara makore ane zana namakumi masere namanomwe, akabereka Rameki; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Metushera akagara zana rine makumi masere amakore ana makore manomwe vakazobereka Rameki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Metushera akagara zana rine makumi masere amakore ana makore manomwe vakazobereka Rameki. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Metusera akati ararama kwamakore zana namakumi masere namanomwe, akabereka Rameki. See the chapter |