Genesi 5:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Saka ose pamwechete, Jaredhi akagara mazana mapfumbamwe ana makumi matanhatu amakore ana makore maviri ndokufa zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 mazuʋa ose aJaredi akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matanhatu namaʋiri, akafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 mazuva ose aJaredhi akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namaviri, akafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Saka ose pamwechete, Jaredhi akagara mazana mapfumbamwe ana makumi matanhatu amakore ana makore maviri ndokufa zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Saka ose pamwechete, Jaredhi akagara mazana mapfumbamwe ana makumi matanhatu amakore ana makore maviri ndokufa zvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Pamwe chete, Jaredhi akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namaviri, uye ipapo akafa. See the chapter |