Online Bible

- Advertisements -

Genesi 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 wakaʋasika murume nomukadzi; akaʋaropafadza, akaʋatumidza zita rinonzi Munhu, musi waʋakasikwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 wakavasika murume nomukadzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Akavasika murume nomukadzi uye akavaropafadza. Uye vakati vasikwa, akavatumidza kuti “munhu.”

See the chapter Copy

Genesi 5:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements