Genesi 5:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kenani akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Mahararieri, Kenani akazogarazve mazana masere ana makumi mana amakore. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 shure kwokuɓerekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore anamazana masere namakumi manna; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 shure kwokuberekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore ana mazana masere namakumi mana; akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kenani akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Mahararieri, Kenani akazogarazve mazana masere ana makumi mana amakore. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kenani akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Mahararieri, Kenani akazogarazve mazana masere ana makumi mana amakore. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye mushure mokubereka kwake Maharareri, Kenani akagara kwamakore mazana masere namakumi mana uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. See the chapter |