Genesi 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 mazuʋa ose aEnoshi akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namashanu, akafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 mazuva ose aEnoshi akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namashanu, akafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pamwe chete, Enoshi akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namashanu, uye ipapo akafa. See the chapter |