Genesi 49:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jakobo wakaɗana ʋanakomana ʋake, akati: Ʋuŋganai, ndikuʋudzei ɀamucaitirwa namazuʋa anoteʋera. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jakobho akadana vanakomana vake, akati, “Unganai, ndikuudzei zvamuchaitirwa namazuva anotevera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo Jakobho akadana vanakomana vake akati, “Unganai kuti ndikuudzei zvichaitika kwamuri pamazuva anouya. See the chapter |