Genesi 48:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Josefi akati, “Handizvo baba, uyu ndiye dangwe. Dai maisa ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Regai kuɗaro, ɓaɓa ʋaŋgu, nokuti ndiye weɗaŋgwe, isai ruʋoko rwenyu pamusoro wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Josefa akati kuna baba vake, “Regai kudaro, baba vangu, nokuti ndiye wedangwe, isai ruoko rwenyu pamusoro wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Josefi akati, “Handizvo baba, uyu ndiye dangwe. Dai maisa ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Josefi akati, “Handizvo baba, uyu ndiye dangwe. Dai maisa ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Josefa akati kwavari, “Kwete, baba vangu, uyu ndiye dangwe; isai ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.” See the chapter |