Genesi 48:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Meso aIsiraeri akange oonera madzerere asisaone zvakanaka nokuti akanga akwegura. Josefi akaswededza vana vake pana baba vake. Jakobho akavatsvoda achivafungatira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino meso aIsraeri akaŋga oʋona madzerere nokukwegura, wakaŋga asicagoni kuʋona. Akaʋasweɗedza kwaʋari, Israeri akaʋaȿeta, akaʋambundikira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino meso aIsiraeri akanga oona madzerere nokukwegura, akanga asisagoni kuona. Akavaswededza kwavari, Isiraeri akatsvoda, akavambundikira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Meso aIsiraeri akange oonera madzerere asisaone zvakanaka nokuti akanga akwegura. Josefi akaswededza vana vake pana baba vake. Jakobho akavatsvoda achivafungatira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Meso aIsiraeri akange oonera madzerere asisaone zvakanaka nokuti akanga akwegura. Josefi akaswededza vana vake pana baba vake. Jakobho akavatsvoda achivafungatira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino meso aIsraeri akanga aneta nokuda kwokukwegura, uye akanga asisagoni kuona zvakanaka. Saka Josefa akauya navanakomana vake pedyo naye, baba vake vakavatsvoda uye vakavambundikira. See the chapter |