Genesi 47:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jakobho akati kuna Farao, “Ini ndagara panyika ndiri munhu wokuti zvangu apa garei tamei apa garei tamei kwezana namakumi matatu amakore. Makore anga ari okutambura asi mashoma zvawo pane amadzimababa angu vakanga vari vanhu vokutama-tamawo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jakobo akati kunaFarao: Mazuʋa amakore oʋutorwa bgaŋgu makore anezana namakumi matatu; mazuʋa amakore oʋupenyu bgaŋgu akaŋga ari mashoma hawo, akaipa, haana‐kuȿikira pamazuʋa amakore oʋupenyu bgamadziɓaɓa aŋgu pamazuʋa oʋutorwa bgaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Jakobho akati kuna Farao, “Mazuva amakore outorwa hwangu makore ane zana namakumi matatu; mazuva amakore oupenyu hwangu akanga ari mashoma hawo, akaipa, haana kusvikira pamazuva amakore oupenyu hwamadzibaba angu pamazuva outorwa hwavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jakobho akati kuna Farao, “Ini ndagara panyika ndiri munhu wokuti zvangu apa garei tamei apa garei tamei kwezana namakumi matatu amakore. Makore anga ari okutambura asi mashoma zvawo pane amadzimababa angu vakanga vari vanhu vokutama-tamawo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jakobho akati kuna Farao, “Ini ndagara panyika ndiri munhu wokuti zvangu apa garei tamei apa garei tamei kwezana namakumi matatu amakore. Makore anga ari okutambura asi mashoma zvawo pane amadzimababa angu vakanga vari vanhu vokutama-tamawo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye Jakobho akati kuna Faro, “Makore okufamba kwangu panyika izana namakumi matatu. Makore angu akanga ari mashoma uye akaoma, uye haaenzani namakore okufamba kwamadzibaba angu.” See the chapter |